1 Chronicles 15:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋaRevi ʋakagadza Hemani mŋanakomana waJoeri; napakati pehama dzake, Asafi mŋanakomana waBerekia; napakati paʋanakomana ʋaMerari, hama dzaʋo, Etani mŋanakomana waKushaya;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka vaRevhi vakagadza Hemani mwanakomana waJoere; kubva kuhama dzake Asafi mwanakomana waBherekia; uye kubva kuhama dzavo vaMerari, Etani mwanakomana waKushaya;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaRevhi vakabva vasarudza Hemani mwanakomana waJoeri, kuhama dzake uku vakasarudza Asafu mwanakomana waBherekiya, kwoti kuvanakomana vokwaMerari hama dzavo, Etami mwanakomana waKushaya
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo vaRevhi vakagadza Hemani mwanakomana waJoeri; napakati pehama dzake, Asafi mwanakomana waBherekia; napakati pavanakomana vaMerari, hama dzavo, Etani mwanakomana waKushaya;
Shona 2009?
Ipapo vaRevhi vakagadza Hemani mwanakomana waJoeri, napakati pehama dzake, Asafi mwanakomana waBherekia; napakati pavanakomana vaMerari, hama dzavo, Etani mwanakomana waKushaya;
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo vaRevhi vakagadza Hemani mwanakomana waJoeri; napakati pehama dzake, Asafi mwanakomana waBherekia; napakati pavanakomana vaMerari, hama dzavo, Etani mwanakomana waKushaya;