1 Chronicles 15:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋuye pamŋe cete naʋo hama dzaʋo dzeɓoka recipiri, Zekaria, naBeni, naJaazieri, naShemiramoti, naJehieri, naUni, naEriabi, naBenaya, naMaaseya, naMatitiya, naEriferehu, naMikneya, naObedi‐edomi, naJeieri, ʋatariri ʋemikoʋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye pamwe chete navo hama dzavo dzaitevera paukuru dzaiti: Zekaria, Jaazieri, Shemiramoti, Jehieri, Uni, Eriabhi, Bhenaya, Maaseya, Matitia, Eriferehu, Mikineya, Obhedhi-Edhomu, Jeyeri varindi vemikova.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
pamwechete nehama dzavo dzaivatevedzera vanaZekariya naJaazieri naShemiramoti naJehieri naUni naEriyabhu naBhenaya naMaaseya naMatitiya naEriferehu naMikineya naObhedhiedhomu naJeieri vachengetedzi vepamisuo mikuru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
uye pamwechete navo hama dzavo dzeboka rechipiri, Zekariya, naBheni, naJaazieri, naShemiramoti, naJehieri, naUni, naEriabhi, naBhenaya, naMaaseya, naMatitia, naEriferehu, naMikineya, naObhedhiEdhomu, naJeyieri, vatariri vemikova.
Shona 2009?
uye pamwechete navo hama dzavo dzeboka rechipiri, Zekariya, naBheni, naJaazieri, naShemiramoti, naJehieri, naUni, naEriabhi, naBhenaya, naMaaseya, naMatitia, naEriferehu, naMikineya, naObhedhi-Edhomu, naJeyieri, vatariri vemikova.
Shona SUB 2002 Bible
uye pamwechete navo hama dzavo dzeboka rechipiri, Zekariya, naBheni, naJaazieri, naShemiramoti, naJehieri, naUni, naEriabhi, naBhenaya, naMaaseya, naMatitia, naEriferehu, naMikineya, naObhedhiEdhomu, naJeyieri, vatariri vemikova.