1 Chronicles 15:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saiɀoɀo ʋo ʋaimbi ʋaiti Hemani, naAsafi, naEtani, ʋakagadzwa, ʋanamakandira endarira kuti ʋaaridze nesimba;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vaimbi vaiti Hemani, Asafi naEtani vakagadzwa kuti varidze makandira endarira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vaimbi vaiti: Hemani naAsafu naEtani ndivo vaiva vokuridza makwakwakwa endarira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Saizvozvowo vaimbi vaiti Hemani, naAsafi, naEtani, vakagadzwa, vanamakandira endarira kuti vaaridze nesimba;
Shona 2009?
Saizvozvovo vaimbi vaiti Hemani, naAsafi, naEtani, vakagadzwa, vanamakandira endarira kuti vaaridze nesimba;
Shona SUB 2002 Bible
Saizvozvowo vaimbi vaiti Hemani, naAsafi, naEtani, vakagadzwa, vanamakandira endarira kuti vaaridze nesimba;