1 Chronicles 15:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Davidi akati: Hakunomunhu unofanira kutakura areka yaMŋari asi ʋaRevi; nokuti ndiʋo ʋakatsaurwa naJehova kutakura areka yaMŋari, nokumushumira nokusiŋgaperi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Dhavhidhi akati, “Hakuna munhu kunze kwavaRevhi anofanira kutakura areka yaMwari, nokuti Jehovha akavasarudza kuti vatakure areka yaJehovha uye kuti vashumire pamberi pake nokusingaperi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi ndokuti, “Hapana anofanira kutakura bhokisi raMwari rechitenderano kusiya chete vaRevhi nokuti Tenzi akavasarudza kutakura bhokisi raTenzi rechitenderano nokumushandira narini wose.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Dhavhidhi akati, “Hakuna munhu anofanira kutakura areka yaMwari asi vaRevhi; nokuti ndivo vakatsaurwa naJehovha kutakura areka yaMwari, nokumushumira nokusingaperi.”
Shona 2009?
Zvino Dhavhidhi akati, "Hakuna munhu anofanira kutakura areka yaMwari asi vaRevhi; nokuti ndivo vakatsaurwa naJehovha kutakura areka yaMwari, nokumushumira nokusingaperi."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Dhavhidhi akati, “Hakuna munhu anofanira kutakura areka yaMwari asi vaRevhi; nokuti ndivo vakatsaurwa naJehovha kutakura areka yaMwari, nokumushumira nokusingaperi.”