1 Chronicles 15:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
naZekaria, naAzieri, naShemiramoti, naJehieri, naUni, naEriabi, naMaaseya, naBenaya, ʋanemiteŋgeraŋwa inamanzwi matete;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zekaria, Azieri, Shemiramoti, Jehieri, Uni, Eriabhi, Maaseya, naBhenaya vaizoridza mitengeranwa, maererano nearamoti,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vaiva vokuridza madimbwa eAramoti okushaura ndiZekariya naAzieri naShemiramoti naJehieri naUni naEriyabhu naMaaseya naBhenaya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
naZekariya, naAzieri, naShemiramoti, naJehieri, naUni, naEriabhi, naMaaseya, naBhenaya, vane mitengerangwa ina mazwi matete;
Shona 2009?
naZekariya, naAzieri, naShemiramoti, naJehieri, naUni, naEriabhi, naMaaseya, naBhenaya, vane mitengerangwa ina manzwi matete;
Shona SUB 2002 Bible
naZekariya, naAzieri, naShemiramoti, naJehieri, naUni, naEriabhi, naMaaseya, naBhenaya, vane mitengerangwa ina mazwi matete;