1 Chronicles 15:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Shebanaya, naJoshafati, naNetaneri, naAmasai, naZekaria, naBenaya, naEriezeri, ʋaprista, ndiʋo ʋairidza hwamanda pamberi peareka yaMŋari; Obedi‐edomi naJehiya ʋakaŋga ʋari ʋatariri ʋemikoʋa yeAreka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shebhania, Joshafeti, Netaneri, Amasai, Zekaria, Bhenaya naErieza vaprista vaizoridza hwamanda pamberi peareka yaMwari. Obhedhi-Edhomu naJehia vaizovawo vatariri vomusuwo weareka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Shebhaniya naJoshafati naNetaneri naAmasai naZekariya naBhenaya, vapristi, vaiva vokuridza mabhosvo pamberi pebhokisi raMwari rechitenderano. Obhedhiedhomu naJehiya vaivawo vachengetedzi vokusuo remaiva nebhokisi rechitenderano.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Shebhanaya, naJoshafati, naNetaneri, naAmasai, naZekariya, naBhenaya, naEriezeri, vapristi, ndivo vairidza hwamanda pamberi peareka yaMwari; ObhedhiEdhomu naJehiya vakanga vari vatariri vemikova yeAreka.
Shona 2009?
Shebhanaya, naJoshafati, naNetaneri, naAmasai, naZekariya, naBhenaya, naEriezeri, vaprista, ndivo vairidza hwamanda pamberi peareka yaMwari; Obhedhi-Edhomu naJehiya vakanga vari vatariri vemikova yeAreka.
Shona SUB 2002 Bible
Shebhanaya, naJoshafati, naNetaneri, naAmasai, naZekariya, naBhenaya, naEriezeri, vapristi, ndivo vairidza hwamanda pamberi peareka yaMwari; ObhedhiEdhomu naJehiya vakanga vari vatariri vemikova yeAreka.