1 Chronicles 15:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Mŋari wakati aciɓatsira ʋaRevi ʋakaŋga ʋacitakura areka yesuŋgano yaJehova, ʋakaɓayira Mŋari nzombe nomŋe namakondobge manomŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti Mwari akanga abatsira vaRevhi avo vainge vatakura areka yesungano yaMwari, vakabayira Mwari hando nomwe namakondohwe manomwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pamusana pokuti Mwari akabatsira vaRevhi kutakura bhokisi raTenzi rechitenderano, vakapira zvibayiro zvehandira nomwe nehondohwe nomwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Mwari akati achibatsira vaRevhi vakanga vachitakura areka yesungano yaJehovha, vakabayira Mwari nzombe nomwe namakondohwe manomwe.
Shona 2009?
Zvino Mwari akati achibatsira vaRevhi vakanga vachitakura areka yesungano yaJehovha, vakabayira Mwari nzombe nomwe namakondobwe manomwe.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Mwari akati achibatsira vaRevhi vakanga vachitakura areka yesungano yaJehovha, vakabayira Mwari nzombe nomwe namakondohwe manomwe.