1 Chronicles 15:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Davidi wakaŋga akafuka ŋguʋo yomuceka wakanaka, naʋaRevi ʋose ʋakaŋga ʋacitakura areka, naʋaimbi, naKenaniya, mudzidzisi wokuimba, pamŋe cete naʋaimbi; ʋuye Davidi wakaŋga akafuka efodi yomuceka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Dhavhidhi akanga akapfeka nguo yomucheka wakanaka sezvakanga zvakaita vaimbi, naKenania akanga ari mutungamiri wokuimba kuvaimbi. Dhavhidhi akanga akapfekawo efodhi yomucheka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvozvo Dhavhidhi aiva akapfeka hanzu yejira rerineni rakanakisisa ndizvozvowo zvakanga zvakaita vaRevhi vakanga vakatakura bhokisi rechitenderano navaimbi naKenaya mutungamiriri wezvokuimba. Dhavhidhi akanga akapfeka hanzu yeefodhi yerineni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dhavhidhi akanga akafuka nguo yomucheka wakanaka, navaRevhi vose vakanga vachitakura areka, navaimbi, naKenania, mudzidzisi wokuimba, pamwechete navaimbi; uye Dhavhidhi akanga akafuka efodhi yomucheka.
Shona 2009?
Dhavhidhi akanga akafuka nguvo yomucheka wakanaka, navaRevhi vose vakanga vachitakura areka, navaimbi, naKenania, mudzidzisi wokuimba, pamwechete navaimbi; uye Dhavhidhi akanga akafuka efodhi yomucheka.
Shona SUB 2002 Bible
Dhavhidhi akanga akafuka nguo yomucheka wakanaka, navaRevhi vose vakanga vachitakura areka, navaimbi, naKenania, mudzidzisi wokuimba, pamwechete navaimbi; uye Dhavhidhi akanga akafuka efodhi yomucheka.