1 Chronicles 16:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Imi ʋana ʋaIsraeri, muranda wake, Imi ʋana ʋaJakobo ʋasanaŋgurwa ʋake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haiwa, imi zvizvarwa zvaIsraeri muranda wake, haiwa imi vanakomana vaJakobho vasanangurwa vake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Imi chizvarwa chaAbhurahamu muranda wake, imi vana vaJakobho vasarudzwi vake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Imi vana vaIsiraeri, muranda wake, Imi vana vaJakobho vasanangurwa vake.
Shona 2009?
imwi vana vaIsiraeri, muranda wake, imwi vana vaJakobho vasanangurwa vake.
Shona SUB 2002 Bible
Imi vana VaIsiraeri, muranda wake, Imi vana vaJakobho vasanangurwa vake.