1 Chronicles 16:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Aciti: Ndicakupa iwe nyika yeKanani, Uʋe mugoʋe wenhaka yenyu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Kwauri ndichapa nyika yeKenani, sechikamu chenhaka yako.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
achiti: ‘Ndichakupa nyika yeKanani somugove wako wenhaka.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Achiti, “Ndichakupa iwe nyika yeKenani, Uve mugove wenhaka yenyu;”
Shona 2009?
Achiti, "Ndichakupa iwe nyika yeKenani, uve mugove wenhaka yenyu;"
Shona SUB 2002 Bible
Achiti, “Ndichakupa iwe nyika yeKenani, Uve mugove wenhaka yenyu;”