1 Chronicles 16:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Davidi wakati apedza kuɓayira ɀipiriso ɀinopiswa neɀipiriso ɀokuyananisa, akaropafadza ʋanhu nezita raJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dhavhidhi akati apedza kubayira zvipiriso zvinopiswa, akaropafadza vanhu muzita raJehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi paakapedza kupira mipiro yokupisa nemipiro yokuwadzana, akakomborera vanhu nezita raTenzi
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Dhavhidhi akati apedza kubayira zvipiriso zvinopiswa nezvipiriso zvokuyananisa, akaropafadza vanhu nezita raJehovha.
Shona 2009?
Zvino Dhavhidhi akati apedza kubayira zvipiriso zvinopiswa nezvipiriso zvokuyananisa, akaropafadza vanhu nezita raJehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Dhavhidhi akati apedza kubayira zvipiriso zvinopiswa nezvipiriso zvokuyananisa, akaropafadza vanhu nezita raJehovha.