1 Chronicles 16:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haana‐kutendera munhu kuʋaitira ɀakaipa; Ɀirokwaɀo wakatuka madzimambo nokuɗa kwaʋo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haana kutendera munhu kuti avadzvinyirire; nokuda kwavo akatuka madzimambo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvokuti pave neanovabata zvakaipa akaramba, pamusana pavo aitsiura madzimambo
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Haana kutendera munhu kuvaitira zvakaipa; Zvirokwazvo wakatuka madzimambo nokuda kwavo;
Shona 2009?
Haana kutendera munhu kuvaitira zvakaipa; Zvirokwazvo wakatuka madzimambo nokuda kwavo;
Shona SUB 2002 Bible
Haana kutendera munhu kuvaitira zvakaipa; Zvirokwazvo wakatuka madzimambo nokuda kwavo;