1 Chronicles 16:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ƌudzirai kubginya kwake pakati paʋahedeni, Namaɓasa ake anoshamisa pakati pendudzi dzose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zivisai kubwinya kwake pakati pendudzi, mabasa ake anoshamisa pakati pavanhu vose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rondedzerai marudzi avanhu zvembiri yake, nokundudzi dzose zvishamiso zvaakaita,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
dudzirai kubwinya kwake pakati pavahedheni, Namabasa ake anoshamisa pakati pendudzi dzose.
Shona 2009?
dudzirai kubwinya. kwake. akati pavahedheni, Namabasa ake anoshamisa pakati pendudzi dzose.
Shona SUB 2002 Bible
dudzirai kubwinya kwake pakati pavahedheni, Namabasa ake anoshamisa pakati pendudzi dzose.