1 Chronicles 16:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Jehova mukuru, unofanira kurumbidzwa kwaɀo; Iye unofanira kutyiwa kupfuʋura ʋamŋari ʋose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti Jehovha mukuru uye anofanira kwazvo kurumbidzwa; anofanira kutyiwa pamusoro pavamwari vose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti Tenzi mukuru anofanira kurumbidzwa chaizvo. Pavamwari vose zvavo ndiye chete anofanira kutyiwa
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti Jehovha mukuru, anofanira kurumbidzwa kwazvo; Iye anofanira kutyiwa kupfuura vamwari vose.
Shona 2009?
Nokuti Jehovha mukuru, anofanira kurumbidzwa kwazvo; Iye anofanira kutyiwa kupfuura vamwari vose.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti Jehovha mukuru, anofanira kurumbidzwa kwazvo; Iye anofanira kutyiwa kupfuura vamwari vose.