1 Chronicles 16:33 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ŋguʋa iyo miti yeɗondo icaimba nomufaro pamberi paJehova; Nokuti unoʋuya kuzotoŋga pasi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo miti yesango ichaimba, ichaimba nomufaro pamberi paJehovha, nokuti anouya kuzotonga nyika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Miti yomusango ichadaidzira nokufara, kufarira Tenzi nokuti anouya kuzotonga nyika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nguva iyo miti yedondo ichaimba nomufaro pamberi paJehovha; Nokuti anouya kuzotonga pasi.
Shona 2009?
Nguva iyo miti yedondo ichaimba nomufaro pamberi paJehovha; Nokuti anouya kuzotonga pasi.
Shona SUB 2002 Bible
Nguva iyo miti yedondo ichaimba nomufaro pamberi paJehovha; Nokuti anouya kuzotonga pasi.