1 Chronicles 16:36 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova Mŋari waIsraeri ŋgaakudzwe, Kubva pakusiŋgaperi kuȿikira pakusiŋgaperi. Ʋanhu ʋose ʋakati: Ameni, ʋakarumbidza Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rumbidzai Jehovha, Mwari waIsraeri, kubva pakusingaperi kusvikira pakusingaperi. Ipapo vanhu vose vakati, “Ameni” uye vakarumbidza Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi ngaarumbidzwe, narini narini Mwari weIsiraeri.’ ” Vanhu vose vakati, “Ameni,” vakarumbidza Tenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha Mwari waIsiraeri ngaakudzwe, Kubva pakusingaperi kusvikira pakusingaperi. Vanhu vose vakati, “Ameni,” vakarumbidza Jehovha.
Shona 2009?
Jehovha Mwari walsiraeri ngaakudzwe, Kubva pakusingaperi kusvikira pakusingaperi. Vanhu vose vakati, "Ameni," vakarumbidza Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha Mwari waIsiraeri ngaakudzwe, Kubva pakusingaperi kusvikira pakusingaperi. Vanhu vose vakati, “Ameni,” vakarumbidza Jehovha.