1 Chronicles 16:37 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino akasiya’po pamberi peareka yesuŋgano yaJehova Asafi nehama dzake, kuti ʋashumire pamberi peareka ŋguʋa dzose, seɀakafanira zuʋa rimŋe nerimŋe;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dhavhidhi akasiya Asafi navamwe vake pamberi peareka yesungano yaJehovha kuti ashumirepo nguva dzose maererano nezvaidiwa zuva rimwe nerimwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi akazosiya Asafu nehama dzake ikoko pamberi pebhokisi rechitenderano raTenzi kuti vagare vachishanda pamberi pebhokisi rechitenderano basa rainge richifanira kuitwa zuva nezuva.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akasiyapo pamberi peareka yesungano yaJehovha Asafi nehama dzake, kuti vashumire pamberi peareka nguva dzose, sezvakafanira zuva rimwe nerimwe;
Shona 2009?
Zvino akasiyapo pamberi peareka yesungano yaJ ehovha Asafi nehama dzake, kuti vashumire pamberi peareka nguva dzose, sezvakafanira zuva rimwe nerimwe;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akasiyapo pamberi peareka yesungano yaJehovha Asafi nehama dzake, kuti vashumire pamberi peareka nguva dzose, sezvakafanira zuva rimwe nerimwe;