1 Chronicles 16:40 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuti ʋaɓayire Jehova ɀipiriso ɀinopiswa, ŋguʋa dzose, maŋgwanani namaɗeko, paartari yeɀipiriso ɀinopiswa, seɀakanyorwa ɀose mumurairo waJehova, waakaraira Israeri;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuti vape zvipiriso zvinopiswa, kuna Jehovha paaritari yezvipiriso zvinopiswa, nguva dzose, mangwanani namanheru maererano nezvose zvakanga zvakanyorwa muMurayiro waJehovha waakanga apa Israeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kuti vapire mipiro yokupisa kuna Tenzi paatari pokupisira mipiro nguva dzose kumangwanani nokumanheru maererano nezvakanyorwa mumutemo waTenzi waakapa Isiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuti vabayire Jehovha zvipiriso zvinopiswa, nguva dzose, mangwanani namadeko, paaritari yezvipiriso zvinopiswa, sezvakanyorwa zvose mumurayiro waJehovha, waakaraira Isiraeri;
Shona 2009?
kuti vabayire Jehovha zvipiriso zvinopiswa, nguva dzose, mangwanani namadeko, paaritari yezvipiriso zvinopiswa, sezvakanyorwa zvose mumurayiro waJehovha, waakaraira Isiraeri;
Shona SUB 2002 Bible
kuti vabayire Jehovha zvipiriso zvinopiswa, nguva dzose, mangwanani namadeko, paatari yezvipiriso zvinopiswa, sezvakanyorwa zvose mumurairo waJehovha, waakaraira Isiraeri;