1 Chronicles 16:41 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋuye pamŋe cete naʋo Hemani naJedutuni naʋamŋe ʋakatsaurwa, ʋakaŋga ʋarebga mazita aʋo, kuti ʋaʋoŋge Jehova; nokuti nyasha dzake dzinogara nokusiŋgaperi;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pakati pavo paiva naHemani naJedhutuni navamwe vose vaiva vakasarudzwa namazita kuti vavonge Jehovha, “Nokuti rudo rwake runogara nokusingaperi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vaivawo naHemani naJedhutumu navamwe vakanga vasarudzwa vachiita zvokudomwa namazita kuti vapote vachitenda Tenzi nokuti mwoyochena wake hauperi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
uye pamwechete navo Hemani naJedhutuni navamwe vakatsaurwa, vakanga varehwa mazita avo, kuti vavonge Jehovha; nokuti nyasha dzake dzinogara nokusingaperi;
Shona 2009?
uye pamwechete navo Hemani naJedhutuni navamwe vakatsaurwa, vakanga varehwa mazita avo, kuti vavonge Jehovha; nokuti nyasha dzake dzinogara nokusingaperi;
Shona SUB 2002 Bible
uye pamwechete navo Hemani naJedhutuni navamwe vakatsaurwa, vakanga varehwa mazita avo, kuti vavonge Jehovha; nokuti nyasha dzake dzinogara nokusingaperi;