1 Chronicles 16:43 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanhu ʋose ʋakaenda mumŋe nomumŋe kumba kwake; Davidi akadzoka kuzoropafadza imba yake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vanhu vose vakabvapo, mumwe nomumwe akaenda kumba kwake, uye Dhavhidhi akadzokera kumba kwake kundoropafadza mhuri yake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vose vakati uyu kwake uyu kwake kuenda kumisha yavo. Dhavhidhi akadzokera kumuzinda wake kundokomborera mhuri yake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanhu vose vakaenda mumwe nomumwe kumba kwake; Dhavhidhi akadzoka kuzoropafadza imba yake.
Shona 2009?
Vanhu vose vakaenda mumwe nomumwe kumba kwake; Dhavhidhi akadzoka kuzoropafadza imba yake.
Shona SUB 2002 Bible
Vanhu vose vakaenda mumwe nomumwe kumba kwake; Dhavhidhi akadzoka kuzoropafadza imba yake.