1 Chronicles 16:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
mukuru waiʋa Asafi, teʋere Zekaria, naJeieri, naShemiramoti, naJehieri, naMatitiya, naEriabi, naBenaya, naObedi‐edomi, naJeieri, ʋanemiteŋgeraŋwa nembira; Asafi wairidza kwaɀo makandira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asafi ndiye aiva mukuru wavo, Zekaria wechipiri, kuchitevera Jeyeri Shemiramoti, Jehieri, Matitia, Eriabhi, Bhenaya, Obhedhi-Edhomu naJeyeri. Vaizoridza mitengeranwa nembira; Asafi aizoridza makandira
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asafu ndiye aiva mutungamiriri wacho achitevedzerwa naZekariya naJeieri naShemiramoti naJehieri naMatitiya naEriyabhu naBhenaya naObhedhiedhomu naJeieri vaiva vokuridza madimbwa nezvipendani. Asafu ndiye aiva wokuridza makwakwakwa outare,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
mukuru waiva Asafi, tevere Zekariya, naJeyieri, naShemiramoti, naJehieri, naMatitia, naEriabhi, naBhenaya, naObhedhiEdhomu, naJeyieri, vane mitengerengwa nembira; Asafi airidza kwazvo makandira.
Shona 2009?
mukuru waiva Asafi, tevere Zekariya, naJeyieri, naShemiramoti, naJehieri, naMatitia, naEriabhi, naBhenaya, naObhedhi-Edhomu, naJeyieri, vane mitengeremwa nembira; Asafi airidza kwazvo makandira.
Shona SUB 2002 Bible
mukuru waiva Asafi, tevere Zekariya, naJeyieri, naShemiramoti, naJehieri, naMatitia, naEriabhi, naBhenaya, naObhedhiEdhomu, naJeyieri, vane mitengerengwa nembira; Asafi airidza kwazvo makandira.