1 Chronicles 16:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Benaya naJahazieri ndiʋo ʋairidza hwamanda ŋguʋa dzose pamberi peareka yesuŋgano yaMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye Bhenaya naJahazieri vaprista vaizoridza hwamanda nguva dzose pamberi peareka yesungano yaMwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Bhenaya naJahazieri vapristi, vari vokuramba vachiridza mabhosvo pamberi pebhokisi raMwari rechitenderano.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Bhenaya naJahazieri ndivo vairidza hwamanda nguva dzose pamberi peareka yesungano yaMwari.
Shona 2009?
Bhenaya naJahazieri ndivo vairidza hwamanda nguva dzose pamberi peareka yesungano yaMwari.
Shona SUB 2002 Bible
Bhenaya naJahazieri ndivo vairidza hwamanda nguva dzose pamberi peareka yesungano yaMwari.