1 Chronicles 17:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kana ŋguʋa yako yaȿika, yaunofanira kuenda nayo kunamadziɓaɓa ako, ndicamutsa mumŋe worudzi rwako rucakuteʋera, ucaʋa mumŋe waʋanakomana ʋako; ndicasimbisa ʋushe bgake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana mazuva ako akwana uye pauchaenda kundova namadzibaba ako, ndichasimudza mwana wako achakutevera paumambo, mumwe wavanakomana vako pachako uye ndichasimbisa umambo hwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mazuva ako akanga azokwana, wavata woendawo kwakaenda vamwe kumadzitateguru ako, ndichamutsa mushure mako mumwe mwana wako pavana vako vakomana, mwana wako chaiye. Ndichaita kuti umambo hwake hudzike midzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino kana nguva yako yasvika, yaunofanira kuenda nayo kunamadzibaba ako, ndichamutsa mumwe worudzi rwako ruchakutevera, uchava mumwe wavanakomana vako; ndichasimbisa ushe hwake.
Shona 2009?
"Zvino kana nguva yako yasvika, yaunofanira kuenda nayo kunamadzibaba ako, ndichamutsa mumwe worudzi rwako ruchakutevera, uchava mumwe wavanakomana vako; ndichasimbisa ushe hwake.
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino kana nguva yako yasvika, yaunofanira kuenda nayo kuna madzibaba ako, ndichamutsa mumwe worudzi rwako ruchakutevera, uchava mumwe wavanakomana vako; ndichasimbisa ushe hwake.