1 Chronicles 17:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova, makaita iɀi ɀikuru ɀose nokuɗa kwomuranda wenyu, ʋuye nokuɗa kwomŋoyo wenyu, kuti muziʋise ɀinhu iɀi ɀose ɀikuru.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
imi Jehovha, nokuda kwomuranda wenyu uye maererano nokuda kwenyu maita chinhu chikuru ichi mukaita kuti zvivimbiso izvi zvikuru zviziviswe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muchiitireni muranda wenyu Tenzi, chiri chido chenyu zvenyu; makaita chinhu chikuru chakadai muchiita kuti zvinhu zvikuru zvose izvozvi zvizikanwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha makaita izvi zvikuru zvose nokuda kwomuranda wenyu, uye nokuda kwomwoyo wenyu, kuti muzivise zvinhu izvi zvose zvikuru.
Shona 2009?
Jehovha makaita izvi zvikuru zvose nokuda komuranda wenyu, uye nokuda komoyo wenyu, kuti muzivise zvinhu izvi zvose zvikuru.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha makaita izvi zvikuru zvose nokuda kwomuranda wenyu, uye nokuda kwomwoyo wenyu, kuti muzivise zvinhu izvi zvose zvikuru.