1 Chronicles 17:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Natani akati kunaDavidi: Itai henyu ɀose ɀiri mumŋoyo menyu, nokuti Mŋari unemi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Natani akapindura kuna Dhavhidhi akati, “Zvose zvamunazvo mupfungwa itai nokuti Mwari anemi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Natani akati kuna Dhavhidhi, “Endai zvenyu muite zvose zviri mumwoyo menyu nokuti Mwari anemi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Natani akati kuna Dhavhidhi, “Itai henyu zvose zviri mumwoyo mwenyu, nokuti Mwari anemi.”
Shona 2009?
Natani akati kuna Dhavhidhi, "Itai henyu zvose zviri mumoyo menyu, nokuti Mwari anemi."
Shona SUB 2002 Bible
Natani akati kuna Dhavhidhi, “Itai henyu zvose zviri mumwoyo mwenyu, nokuti Mwari anemi.”