1 Chronicles 17:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ʋanhu ʋenyu ʋaIsraeri makaʋaita ʋanhu ʋenyu paruzima nokusiŋgaperi; imi Jehova mukaʋa Mŋari waʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makazvigadzirira vanhu venyu Israeri kuti vave venyu pachenyu nokusingaperi, uye imi, imi Jehovha, mava Mwari wavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makaitawo kuti vaIsiraeri vave vanhu venyu nokusingapere, imiwo Tenzi mukava Mwari wavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti vanhu venyu vaIsiraeri makavaita vanhu venyu paruzima nokusingaperi; imi Jehovha mukava Mwari wavo.
Shona 2009?
Nokuti vanhu venyu vaIsiraeri makavaita vanhu venyu pauzima nokusingaperi; imwi Jehovha mukava Mwari wavo.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti vanhu venyu VaIsiraeri makavaita vanhu venyu nokusingaperi; imi Jehovha mukava Mwari wavo.