1 Chronicles 17:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jehova, shoko ramakataura pamsoro pomuranda wenyu napamsoro peimba yake ŋgarisimbiswe nokusiŋgaperi, muite seɀamakataura.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Uye zvino, Jehovha, itai kuti chivimbiso chamaita kumuranda wenyu neimba yake chisimbiswe nokusingaperi. Itai sezvamakavimbisa,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Zvino imi Tenzi chizadzikisai waro zvamakareva nezvangu ini muranda wenyu nemhuri yangu zvirambe zvakadaro, muite sokuvimbisa kwamakaita;
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino Jehovha shoko ramakataura pamusoro pomuranda wenyu napamusoro peimba yake ngarisimbiswe nokusingaperi, muite sezvamakataura.
Shona 2009?
"Zvino Jehovha shoko ramakataura pamusoro pomuranda wenyu napamusoro peimba yake ngarisimbiswe nokusingaperi, muite sezvamakataura.
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino Jehovha shoko ramakataura pamusoro pomuranda wenyu napamusoro peimba yake ngarisimbiswe nokusingaperi, muite sezvamakataura.