1 Chronicles 17:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuye zita renyu ŋgarisimbiswe nokukudzwa nokusiŋgaperi, ɀicinzi: Jehova wehondo ndiye Mŋari waIsraeri, ndiye Mŋari kunaIsraeri; imba yaDavidi muranda wenyu icamiswa pamberi penyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuitira kuti chisimbiswe uye kuti zita renyu rive guru nokusingaperi. Ipapo vanhu vachati, ‘Jehovha Wamasimba Ose, Mwari waIsraeri, ndiye Mwari waIsraeri.’ Uye imba yomuranda wenyu Dhavhidhi ichasimbiswa pamberi penyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kuti zita renyu rizivikanwe riende mbiri nokusingaperi zvichinzi, ‘Tenzi wehondo nehondo, Mwari waIsiraeri ndiye Mwari weIsiraeri.’ Uye kwamuri imba yangu ini Dhavhidhi muranda wenyu imire.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uye zita renyu ngarisimbiswe nokukudzwa nokusingaperi, zvichinzi, ‘Jehovha wehondo ndiye Mwari waIsiraeri; ndiye Mwari kuna Isiraeri;’ imba yaDhavhidhi muranda wenyu ichamiswa pamberi penyu.
Shona 2009?
Uye zita renyu ngarisimbiswe nokukudzwa nokusingaperi, zvichinzi, `Jehovha wehondo ndiye Mwari waIsiraeri; ndiye Mwari kuna Isiraeri;' imba yaDhavhidhi muranda wenyu ichamiswa pamberi penyu.
Shona SUB 2002 Bible
Uye zita renyu ngarisimbiswe nokukudzwa nokusingaperi, zvichinzi, ‘Jehovha wehondo ndiye Mwari waIsiraeri; ndiye Mwari kuna Isiraeri;’ imba yaDhavhidhi muranda wenyu ichamiswa pamberi penyu.