1 Chronicles 17:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ɀino makafara naɀo kuropafadza imba yomuranda wenyu, kuti irambe iri’po pamberi penyu nokusiŋgaperi; nokuti imi Jehova makairopafadza, ɀino icaropafadzwa nokusiŋgaperi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino makafadzwa kuti muropafadze imba yomuranda wenyu kuti ienderere mberi nokusingaperi pamberi penyu, nokuti imi, imi Jehovha, mairopafadza uye ichava yakaropafadzwa nokusingaperi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
zvino chikomborerai waro mhuri yangu ini muranda wenyu kuti irambe yakangoti nemi kwati kwati nokuti imi Tenzi chamakomborera chakomborerwa nokusingapere.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
zvino makafara nazvo kuropafadza imba yomuranda wenyu, kuti irambe iripo pamberi penyu nokusingaperi; nokuti imi Jehovha makairopafadza zvino icharopafadzwa nokusingaperi.”
Shona 2009?
zvino makafara nazvo kuropafadza imba yomuranda wenyu, kuti irambe iripo pamberi penyu nokusingaperi; nokuti imwi Jehovha makairopafadza zvino icharopafadzwa nokusingaperi."
Shona SUB 2002 Bible
zvino makafara nazvo kuropafadza imba yomuranda wenyu, kuti irambe iripo pamberi penyu nokusingaperi; nokuti imi Jehovha makairopafadza zvino icharopafadzwa nokusingaperi.”