1 Chronicles 17:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Enda undoʋudza Davidi muranda waŋgu, uti: Iwe hauŋgandiʋakiri imba mandiŋgagara;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Enda undotaurira muranda wangu Dhavhidhi kuti, ‘Zvanzi naJehovha: Hausiwe uchandivakira imba yokugara.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Enda utaurire muranda wangu Dhavhidhi kuti, ‘Zvanzi naTenzi, iwe hausiriwe unondivakira imba yokugara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Enda unoudza Dhavhidhi muranda wangu, uti, ‘Iwe haungandivakiri imba mandingagara;
Shona 2009?
"Enda unoudza Dhavhidhi muranda wangu, uti, `Iwe haungandivakiri imba mandingagara,
Shona SUB 2002 Bible
“Enda unoudza Dhavhidhi muranda wangu, uti, ‘Iwe haungandivakiri imba mandingagara;