1 Chronicles 17:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokuti handina‐kugara mumba kubva pazuʋa randakandotora ʋaIsraeri, kuȿikira zuʋa ranhasi; asi ndakabva patente rimŋe ndicienda kunerimŋe, napatabernakeri imŋe ndicienda kuneimŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Handina kumbogara mumba kubvira zuva randakaburitsa Israeri kubva muIjipiti kusvikira zuva ranhasi. Ndaifamba kubva mutende ndichienda mune rimwe, kubva pane imwe nzvimbo yokugara ndichienda pane imwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinodaro nokuti handina kumbogaraka mumba ini kubvira pandakatungamirira vaIsiraeri kusvikira pari nhasi. Asi changu ini kwanga kuri kugara mutendhe pose painge pambogarwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokuti handina kugara mumba kubva pazuva randakandotora vaIsiraeri, kusvikira zuva ranhasi; asi ndakabva patende rimwe ndichienda kune rimwe, napatabhenakeri imwe ndichienda kune imwe.
Shona 2009?
nokuti handina kugara mumba kubva pazuva randakandotora vaIsiraeri, kusvikira zuva ranhasi; asi ndakabva patende rimwe ndichienda kune rimwe, napatabhenakeri imwe ndichienda kune imwe.
Shona SUB 2002 Bible
nokuti handina kugara mumba kubva pazuva randakandotora VaIsiraeri, kusvikira zuva ranhasi; asi ndakabva patende rimwe ndichienda kune rimwe, napatabhenakeri imwe ndichienda kune imwe.