1 Chronicles 18:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino shure kwaiɀoɀo Davidi akarwa naʋaFiristia akaʋakunda; akatorera ʋaFiristia Gati nemisha yaro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokufamba kwenguva, Dhavhidhi akakunda vaFiristia akavaisa pasi pake, uye akavatorera Gati nemisha yakaripoteredza kuti ribve pasi poruoko rwavaFiristia.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Gare gare Dhavhidhi akakurira vaFirisitia akavaisa pasi pake, akatorera vaFirisitia Gati nemisha yaro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino shure kwaizvozvo Dhavhidhi akarwa navaFirisitia akavakunda; akatorera vaFirisitia Gati nemisha yaro.
Shona 2009?
Zvino shure kwaizvozvo Dhavhidhi akarwa navaFirisitia akavakunda; akatorera vaFirisitia Gati nemisha yaro.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino shure kwaizvozvo Dhavhidhi akarwa navaFirisitia akavakunda; akatorera vaFirisitia Gati nemisha yaro.