1 Chronicles 18:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akatuma Hadorami mŋanakomana wake kunamambo Davidi, kundomukwazisa, nokumukorokotedza pamsoro pokurwa kwake naHadarezeri nokumukunda; nokuti Hadarezeri wairwa naTou; wakaŋga ane midziyo yamarudzi ose, yendarama, neyesirveri, nendarira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
akatuma mwanakomana wake Hadhorami akauya nezvinhu zvamarudzi ose zvegoridhe nesirivha nendarira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
akatuma mwanakomana wake Hadhoramu kuna mambo Dhavhidhi kundomukwazisa nokumukorokotedza nokuti akanga arwisa Hadhadhiezeru akamukurira. Chaivapo ndechokuti, Hadhadhiezeru aigarorwisana naTou. Akatumira zvinhu zvakasiyasiyana zvinoti zvendarama nezvesirivha nezvendarira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akatuma Hadhorami mwanakomana wake kuna mambo Dhavhidhi, kundomukwazisa, nokumukorokotedza pamusoro pokurwa kwake kwaHadharezeri nokumukunda; nokuti Hadharezeri wairwa naTou; akanga ane midziyo yamarudzi ose, yendarama, neyesirivha, nendarira.
Shona 2009?
akatuma Hadhorami mwanakomana wake kuna mambo Dhavhidhi, kundomukwazisa, nokumukorokotedza pamusoro pokurwa kwake kwaHadharezeri nokumukunda; nokuti Hadharezeri wairwa naTou; akanga ane midziyo yamarudzi ose, yendarama, neyesirivha, nendarira.
Shona SUB 2002 Bible
akatuma Hadhorami mwanakomana wake kuna mambo Dhavhidhi, kundomukwazisa, nokumukorokotedza pamusoro pokurwa kwake kwaHadharezeri nokumukundasi; nokuti Hadharezeri wairwa naTou; akanga ane midziyo yamarudzi ose, yendarama, neyesirivha, nendarira.