1 Chronicles 18:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Neyiyi ʋo mambo Davidi akaitsaurira Jehova, pamŋe cete nesirveri nendarama yaakaŋga atora kundudzi dzose; kunaʋaEdomi, naʋaMoabi, naʋana ʋaAmoni, naʋaFiristia, naʋaAmareki.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo Dhavhidhi akakumikidza zvipo izvi kuna Jehovha sezvaakanga aita nesirivha negoridhe, zvaakanga atora kubva kundudzi idzi dzose dzaiti: Edhomu, Moabhu, vaAmoni, vaFiristia neAmareki.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo Dhavhidhi akatsaurirawo zvinhu izvozvi kupira kuna Tenzi pamwechete nesirivha nendarama yaakanga akapamba kundudzi dzose idzi dzinoti: Edhomu neMoabhu nokuva Amoni nokuvaFirisitia neAmareki.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Neyiyiwo mambo Dhavhidhi akaitsaurira Jehovha, pamwechete nesirivha nendarama yaakanga atora kundudzi dzose; kuna vaEdhomu, navaMoabhi, navana vaAmoni, navaFirisitia, navaAmareki.
Shona 2009?
Neyiyiwo mambo Dhavhidhi akaitsaurira Jehovha, pamwechete nesirivha nendarama yaakanga atora kundudzi dzose; kuna vaEdhomu, navaMoabhi, navana vaAmoni, navaFirisitia, navaAmareki.
Shona SUB 2002 Bible
Neyiyiwo mambo Dhavhidhi akaitsaurira Jehovha, pamwechete nesirivha nendarama yaakanga atora kundudzi dzose; kuna vaEdhomu, navaMoabhu, navana vaAmoni, navaFirisitia, navaAmareki.