1 Chronicles 18:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuye Abishai mŋanakomana waZeruya, wakaʋuraya ʋaEdomi paMupata woMunyu ʋaiʋa ʋaneɀuru ɀinegumi neɀisere.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Abhishai mwanakomana waZeruya akauraya vaEdhomu zviuru gumi nezvisere muMupata weMunyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Abhishai mwanakomana waZeruya akauraya vaEdhomu vanokwana zviuru gumi nezvisere muBani roMunyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uye Abhishai mwanakomana waZeruya, akauraya vaEdhomu paMupata woMunyu vaiva vane zviuru zvine gumi nezvisere.
Shona 2009?
Uye Abhishai mwanakomana waZeruya, akauraya vaEdhomu paMupata woMunyu vaiva vane zviuru zvine gumi nezvisere.
Shona SUB 2002 Bible
Uye Abhishai mwanakomana waZeruya, akauraya vaEdhomu paMupata woMunyu vaiva vane zviuru zvine gumi nezvisere.