1 Chronicles 18:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Davidi akaɓata ʋaIsraeri ʋose; akatoŋgera ʋanhu ʋake ʋose akaʋaitira ɀakarurama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dhavhidhi akatonga Israeri achiita zvose zvakarurama uye zvakanaka kuvanhu vake vose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi uyu aitonga vanhu vake zvine ruenzaniso uye nomazvo chaimo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dhavhidhi akabata vaIsiraeri vose; akatongera vanhu vake vose akavaitira zvakarurama.
Shona 2009?
Dhavhidhi akabata vaIsiraeri vose; akatongera vanhu vake vose akavaitira zvakarurama.
Shona SUB 2002 Bible
Dhavhidhi akabata VaIsiraeri vose; akatongera vanhu vake vose akavaitira zvakarurama.