1 Chronicles 18:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Joabi mŋanakomana waZeruya ndiye wairaira hondo, naJehoshafati mŋanakomana waAhirudi waiʋa sahwira,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Joabhu mwanakomana waZeruya aitungamirira hondo; Jehoshafati mwanakomana waAhirudhi aiva munyori wenhoroondo;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvozvo Joabhu mwana waZeruya aiva ari mutungamiriri wehondo, Jehoshafati mwanakomana waAhirudhi ariye samunyori.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Joabhu mwanakomana waZeruya ndiye wairaira hondo, naJehoshafati mwanakomana waAhirudhi waiva gurukota,
Shona 2009?
Joabhu mwanakomana waZeruya ndiye wairaira hondo, naJehoshafati mwanakomana waAhirudhi waiva gurukota,
Shona SUB 2002 Bible
Joabhu mwanakomana waZeruya ndiye wairaira hondo, naJehoshafati mwanakomana waAhirudhi waiva gurukota,