1 Chronicles 18:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Zadoki mŋanakomana waAhitubi, naAhimereki mŋanakomana waAbiyatari, ʋaiʋa ʋaprista, naShavsha waiʋa munyori;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zadhoki mwanakomana waAhitubhi naAhimereki mwanakomana waAbhiatari vaiva vaprista; Shavhisha akanga ari munyori;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zadhoki mwanakomana waAhitubhu, naAhimereki mwanakomana waAbhiyatari ndivo vaiva vapristi, Shavhusha ari samunyori
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zadhoki mwanakomana waAhitubhi, naAhimereki mwanakomana waAbhiyatari, vaiva vapristi, naShavisha waiva munyori;
Shona 2009?
Zadhoki mwanakomana waAhitubhi, naAhimereki mwanakomana waAbhiyatari, vaiva vaprista, naShavhisha waiva munyori;
Shona SUB 2002 Bible
Zadhoki mwanakomana waAhitubhi, naAhimereki mwanakomana waAbhiyatari, vaiva vapristi, naShavisha waiva munyori;