1 Chronicles 18:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Davidi akakunda ʋo Hadarezeri mambo weZoba, kuȿikira paHamati, pakuenda kwake kundosimbisa ʋumambo bgake parwizi Yufratesi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pamusoro pezvo Dhavhidhi akarwisa Hadhadhezeri mambo weZobha kusvikira kuHamati, paakaenda kundosimbisa kutonga kwake achitevedza Rwizi Yufuratesi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi akakurirawo Hadhadhiezeri mambo wokuZobha pedyo nokuHamati paakanga achienda kundodzikawo umambo hwake kurwizi rwaYufuratesi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dhavhidhi akakundawo Hadharezeri mambo weZobha, kusvikira paHamati, pakuenda kwake kundosimbisa umambo hwake parwizi Yufuratesi.
Shona 2009?
Dhavhidhi akakundawo Hadharezeri mambo weZobha, kusvikira paHamati, pakuenda kwake kundosimbisa vumambo bwake parwizi Yufuratesi.
Shona SUB 2002 Bible
Dhavhidhi akakundawo Hadharezeri mambo weZobha, kusvikira paHamati, pakuenda kwake kundosimbisa umambo hwake parwizi Yufuretesi.