1 Chronicles 18:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Tou mambo weHamati wakati acinzwa kuti Davidi wakaparadza hondo yose yaHadarezeri mambo weZoba,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tou mambo weHamati paakanzwa kuti Dhavhidhi akanga akunda hondo yose yaHadhadhezeri mambo weZobha,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tou mambo weHamati paakanzwa kuti Dhavhidhi akakurira hondo yose yaHadhidhiezeru, mambo weZobha,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Tou mambo weHamati akati achinzwa kuti Dhavhidhi akaparadza hondo yose yaHadharezeri mambo weZobha,
Shona 2009?
Zvino Tou mambo weHamati akati achinzwa kuti Dhavhidhi akaparadza hondo yose yaHadharezeri mambo weZobha,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Tou mambo weHamati akati achinzwa kuti Dhavhidhi akaparadza hondo yose yaHadharezeri mambo weZobha,