1 Chronicles 19:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Shure kwaiɀoɀo mambo waʋana ʋaAmoni wakafa, mŋanakomana wake akaɓata ʋushe panɀimbo yake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mukufamba kwenguva, Nahashi mambo wavaAmoni akafa uye mwanakomana wake akamutevera paumambo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mushure mezvizvi, Nahashi mambo wavaAmoni akafa, ndokubva mwanakomana wake amutsiva pakutonga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Shure kwaizvozvo mambo wavana vaAmoni akafa, mwanakomana wake akabata ushe panzvimbo yake.
Shona 2009?
Shure kwaizvozvo mambo wavana vaAmoni akafa, mwanakomana wake akabata ushe panzvimbo yake.
Shona SUB 2002 Bible
Shure kwaizvozvo mambo wavana vaAmoni akafa, mwanakomana wake akabata ushe panzvimbo yake.