1 Chronicles 19:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Joabi wakati aciʋona kuti woʋaʋarirwa mberi neshure, akatsaura ʋamŋe kunaʋakatsaurwa ʋose ʋaIsraeri, akaʋagadzira kuti ʋarwe naʋaSiria.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Joabhu akaona kuti kwaiva nemitsetse yavanhu vakagadzirira kurwa mberi kwake neshure kwake; saka akasarudza mamwe wamapoka avarwi vapamusoro muIsraeri akavaendesa kuti vandorwa navaAramu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakaona Joabhu kuti hondo yavavinga yatoita zvokuvakomba mberi neshure, akasarudza vamwe varwi mukati mavakanga vasarudzwa muIsiraeri vaya, akavaronga kuti varwise vaSiria.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Joabhu akati achiona kuti wovavarirwa mberi neshure, akatsaura vamwe kunavakatsaurwa vose vaIsiraeri, akavagadzira kuti varwe navaSiria.
Shona 2009?
Zvino Joabhu akati achiona kuti wovavarirwa mberi neshure, akatsaura vamwe kunavakatsaurwa vose vaIsiraeri, akavagadzira kuti varwe navaSiria.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Joabhu akati achiona kuti wovavarirwa mberi neshure, akatsaura vamwe kunavakatsaurwa vose VaIsiraeri, akavagadzira kuti varwe naVaSiria.