1 Chronicles 19:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋamŋe ʋanhu, ʋakasara, akaʋaisa kunaAbishai, munuŋuna wake, ʋakaɀigadzira kuti ʋarwe naʋana ʋaAmoni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akaisa vamwe varume vose pasi paAbhishai munun'una wake uye vakaendeswa kuti vandorwa navaAmoni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vamwe varwi vake vose akavaisa mumaoko omunun'una wake Abhishai akavaronga kuti varwisane navaAmoni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vamwe vanhu, vakasara, akavaisa kuna Abhishai, munun'una wake, vakazvigadzira kuti varwe navana vaAmoni.
Shona 2009?
Vamwe vanhu, vakasara, akavaisa kuna Abhishai, munun'una wake, vakazvigadzira kuti varwe navana vaAmoni.
Shona SUB 2002 Bible
Vamwe vanhu, vakasara, akavaisa kuna Abhishai, munun'una wake, vakazvigadzira kuti varwe navana vaAmoni.