1 Chronicles 19:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati: Kana ʋaSiria ʋakandikurira ini, iwe unofanira kundiɓatsira; asi kana ʋana ʋaAmoni ʋakakukurira iwe, ini ndicaʋuya kukuɓatsira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Joabhu akati, “Kana vaAramu vandikundaka, ipapo iwe unofanira kuzondinunura; asi kana vaAmoni vakakukunda, ipapo ini ndichakununura.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akabva ati, “Kana ndichinge ndava kukurirwa navaSiria, iwe unouya kuzondibatsira, asi kana vaAmoni vava kukukurira, ini ndichazokubatsira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati, “Kana vaSiria vakandikurira ini, iwe unofanira kundibatsira; asi kana vana vaAmoni vakakukurira iwe, ini ndichauya kukubatsira.
Shona 2009?
Akati, "Kana vaSiria vakandikurira ini, iwe unofanira kundibatsira; asi kana vana vaAmoni vakakukurira iwe, ini ndichauya kukubatsira.
Shona SUB 2002 Bible
Akati, “Kana VaSiria vakandikurira ini, iwe unofanira kundibatsira; asi kana vana vaAmoni vakakukurira iwe, ini ndichauya kukubatsira.