1 Chronicles 19:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo Joabi naʋanhu ʋaakaŋga anaʋo ʋakasweɗera kuzorwa naʋaSiria, iʋo ʋakatiza pamberi pake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Joabhu navarwi vaiva naye vakaenda kundorwa navaAramu, ivo vakatiza pamberi pavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saizvozvo Joabhu navanhu vaaiva navo vakatanga kuvinga vaSiria kundovarwisa, ivo vakabva vati ware kumutiza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo Joabhu navanhu vaakanga anavo vakaswedera kuzorwa navaSiria, ivo vakatiza pamberi pake.
Shona 2009?
Naizvozvo Joabhu navanhu vaakanga anavo vakaswedera kuzorwa navaSiria, ivo vakatiza pamberi pake.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo Joabhu navanhu vaakanga anavo vakaswedera kuzorwa naVaSiria, ivo vakatiza pamberi pake.