1 Chronicles 19:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋana ʋaAmoni ʋakati ʋaciʋona kuti ʋaSiria ʋatiza, naiʋo ʋakatiza ʋo saiɀoɀo pamberi paAbishai, ʋakapinda muguta. Ipapo Joabi akaenda Jerusarema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaAmoni pavakaona kuti vaAramu vakanga vava kutiza, ivo vakatizawo pamberi pomunun'una wake Abhishai vakamhanyira mukati meguta. Ipapo Joabhu akadzokera kuJerusarema.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaAmoni pavakangoona kuti vaSiria vatiza, vakaitawo zvimwechetezvo ndiye ware kutiza Abhishai munun'una waJoabhu vakapinda muguta. Joabhu akazosvika kuJerusaremu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vana vaAmoni vakati vachionawo kuti vaSiria vatiza, naivo vakatizawo saizvozvo pamberi paAbhishai, vakapinda muguta. Ipapo Joabhu akaenda Jerusaremu.
Shona 2009?
Zvino vana vaAmoni vakati vachionawo kuti vaSiria vatiza, naivo vakatizawo saizvozvo pamberi paAbhishai, vakapinda muguta. Ipapo Joabhu akaenda Jerusaremu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vana vaAmoni vakati vachionawo kuti VaSiria vatiza, naivo vakatizawo saizvozvo pamberi paAbhishai, vakapinda muguta. Ipapo Joabhu akaenda Jerusaremu.