1 Chronicles 19:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋana ʋaAmoni ʋakaɓuɗa, ʋakagadzira hondo paʋanopinda napo pasuʋo; asi madzimambo, akaŋga aʋuya, aiʋa pacawo oga pasaŋgo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaAmoni vakabudawo vakagadzirira kurwa uye vakamira vari mumitsetse yokurwa pasuo reguta ravo, uye madzimambo akanga auya akanga ari pachawo musango.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaAmoni vakauya vakaronganirana hondo pasuo guru reguta, madzimambo akanga auya vakanga vari pavo voga musango.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vana vaAmoni vakabuda, vakagadzira hondo pavanopinda napo pasuo; asi madzimambo, akanga auya, aiva pachawo oga pasango.
Shona 2009?
Vana vaAmoni vakabuda, vakagadzira hondo pavanopinda napo pasuo; asi madzimambo, akanga auya, aiva pachawo oga pasango.
Shona SUB 2002 Bible
Vana vaAmoni vakabuda, vakagadzira hondo pavanopinda napo pasuwo; asi madzimambo, akanga auya, aiva pachawo oga pasango.