1 Chronicles 2:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rami akaɓereka Aminadabi, Aminadabi akaɓereka Nashoni, mucinda waʋana ʋaJuda;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rami aiva baba vaAminadhabhi, uye Aminadhabhi aiva baba vaNashoni mutungamiri wavanhu veJudha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ramu ndiye baba: waAminadhabhu. Aminadhabhu ndiye baba waNahishoni jinda rezvizvarwa zvokwaJudha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rami akabereka Aminadhabhu, Aminadhabhu akabereka Nashoni, muchinda wavana vaJudha;
Shona 2009?
Rami akabereka Aminadhabhu, Aminadhabhu akabereka
Shona SUB 2002 Bible
Rami akabereka Aminadhabhu, Aminadhabhu akabereka Nashoni, muchinda wavana vaJudha;