1 Chronicles 2:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nashoni akaɓereka Sarma, Sarma akaɓereka Boazi;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nashoni aiva baba vaSarimoni, Sarimoni ari baba vaBhoazi,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nahishoni ndiye baba waSarima, Sarima ariye baba waBhoazi. Bhoazi akabereka Obhedhi,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nashoni akabereka Sarima, Sarima akabereka Bhoazi;
Shona 2009?
Nashoni, muchinda wavana vaJudha; "Nashoni akabereka Sarima, Sarima akabereka Bhowasi;
Shona SUB 2002 Bible
Nashoni akabereka Sarima, Sarima akabereka Bhoazi;