1 Chronicles 2:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Boazi akaɓereka Obedi, Obedi akaɓereka Jese;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Bhoazi aiva baba vaObhedhi uye Obhedhi aiva baba vaJese.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Obhedhi akabereka Jese.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Bhoazi akabereka Obhedhi, Obhedhi akabereka Jese;
Shona 2009?
Bhowasi akabereka Obhedhi, Obhedhi akabereka Jese;
Shona SUB 2002 Bible
Bhoazi akabereka Obhedhi, Obhedhi akabereka Jese.